Numeri 1:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaZebhuruni vaisvika zviuru makumi mashanu nezvinomwe, namazana mana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaZeburuni, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀinomŋe namazana mashanu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200231 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaZebhuruni, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvinomwe namazana mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Vakaverengwa mudzinza raZebhuruni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe namazana mana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona31 Vakaverengwa mudzinza raZebhuruni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe namazana mana. Ver Capítulo |