Numeri 1:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaRubheni vaiva zviuru makumi mana nezvitanhatu, namazana mashanu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaRubeni ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀitanhatu namazana mashanu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaRubheni vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvitanhatu namazana mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakaverengwa mudzinza raRubheni vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu namazana mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vakaverengwa mudzinza raRubheni vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu namazana mashanu. Ver Capítulo |