La Biblia Online

- Anuncios -

Mupiro 7:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Namaoko ake anofanira kuuya nechipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto, anofanira kuuya namafuta pamwe chete nechityu, agoninira chityu kuna Jehovha sechipiriso chokuninira.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 maʋoko ake amene anofanira kuʋuya neɀipiriso ɀinoitirwa Jehova nomŋoto; ŋgaaʋuye namafuta pamŋe cete necityu, kuti cityu cizuŋguzirwe, ciʋe cipiriso cinozuŋguzirwa pamberi paJehova.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

30 maoko ake amene anofanira kuuya nezvipiriso zvinoitirwa Jehovha nomoto; ngaauye namafuta pamwechete nechityu, kuti chityu chizunguzirwe, chive chipiriso chinozunguzirwa pamberi paJehovha.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 ngaatore zvemupiro waTenzi unoita zvokupiswa, auye akazvibata mumaoko iye pachake. Ngaauye nemafuta pamwechete nechityu, avheyese chityu, achisimudzire kuna Tenzi, somupiro unosimudzirwa uchipirwa kuna Tenzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 ngaatore zvemupiro waTenzi unoita zvokupiswa, auye akazvibata mumaoko iye pachake. Ngaauye nemafuta pamwechete nechityu, avheyese chityu, achisimudzire kuna Tenzi, somupiro unosimudzirwa uchipirwa kuna Tenzi.

Ver Capítulo Copiar

Mupiro 7:30

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios