La Biblia Online

- Anuncios -




Mupiro 7:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 “Uti kuvana veIsraeri, ‘Musadya mafuta api zvawo emombe, makwai kana mbudzi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Musadya mafuta, kana eŋombe, kana egwai, kana embudzi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

23 “Taura navana vaIsiraeri, uti, ‘Musadya mafuta, kana emombe, kana egwai, kana embudzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 “Iti kuvaIsiraeri musadye mafuta api neapi zvawo, kana emombe, kana ehwai, kana embudzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 “Iti kuvaIsiraeri musadye mafuta api neapi zvawo, kana emombe, kana ehwai, kana embudzi.

Ver Capítulo Copiar




Mupiro 7:23

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios