Mupiro 4:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Uti kuvana veIsraeri, ‘Kana munhu upi zvake akatadza nokusaziva akaita zvisingabvumirwi pamurayiro upi zvawo waJehovha, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Kana munhu akatadza nokusaziʋa pacinhu cimŋe ceɀakarairwa naJehova kuti ɀirege kuitwa, akaita cimŋe caɀo; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 “Taura navana vaIsiraeri, uti, ‘Kana munhu akatadza nokusaziva pachinhu chimwe chezvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, akaita chimwe chazvo; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Udza vaIsiraeri kuti, ‘Zvingaitike kuti munhu anotadzira Tenzi, mukusaziva, achityora mutemo wake achiita zvinorambidzwa nomutemo.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Udza vaIsiraeri kuti, ‘Zvingaitike kuti munhu anotadzira Tenzi, mukusaziva, achityora mutemo wake achiita zvinorambidzwa nomutemo.’ Ver Capítulo |