Mupiro 25:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mapinda munyika yandichakupai, nyika pachayo inofanira kucherechedza sabata kuna Jehovha. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana muciȿika munyika yandicakupai, nyika inofanira kuitira Jehova saɓata. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 “Taura navana vaIsiraeri uti kwavari, ‘Kana muchisvika munyika yandichakupai, nyika inofanira kuitira Jehovha Sabata. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Udza vaIsiraeri kuti, kana masvika munyika yandiri kukupai, nyika ngaivewo neSabata rayo pamusana paTenzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Udza vaIsiraeri kuti, kana masvika munyika yandiri kukupai, nyika ngaivewo neSabata rayo pamusana paTenzi. Ver Capítulo |