Mupiro 24:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Kana munhu akakuvadza muvakidzani wake, zvose zvaaita zvinofanira kuitwa kwaari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kana munhu akamanikidza wokwake, seɀaakaita iye, unofanira kuitirwa ʋo; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 “Kana munhu akamanikidza wokwake, sezvaakaita iye, anofanira kuitirwawo; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Kana munhu akakuvadza mumwe ngaakuvadzwewo sokukuvadza kwaakaita mumwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 “Kana munhu akakuvadza mumwe ngaakuvadzwewo sokukuvadza kwaakaita mumwe. Ver Capítulo |