La Biblia Online

- Anuncios -




Mupiro 2:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Muprista achapisa chikamu chechirangaridzo chezviyo zvakakuyiwa, namafuta, pamwe chete nezvose zvinonhuhwira, sechipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino muprista ŋgaapise cokuraŋgaridza caco, ɀimŋe ɀeɀiyo ɀaco ɀakaswiwa, neɀimŋe ɀamafuta aco, pamŋe cete neɀinonhuwira ɀaco; cipiriso cinoitirwa Jehova nomŋoto.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino mupristi ngaapise chokurangaridza chacho, zvimwe zvezviyo zvacho zvakatswiwa, nezvimwe zvamafuta acho, pamwechete nezvinonhuwira zvacho; chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Mupristi ngaapise katsama kechirango kembesanwa dzakadzvurwa dzina mafuta, ngaadzipise pamwechete norusenzi rwose, somupiro unoitwa zvokupisirwa Tenzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Mupristi ngaapise katsama kechirango kembesanwa dzakadzvurwa dzina mafuta, ngaadzipise pamwechete norusenzi rwose, somupiro unoitwa zvokupisirwa Tenzi.

Ver Capítulo Copiar




Mupiro 2:16

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios