Mika 4:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mumwe nomumwe achagara pasi pomuzambiringa wake, napasi pomuonde wake, uye hapana anozovaita kuti vatye, nokuti Jehovha Wamasimba Ose ataura. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi mumŋe nomumŋe ucagara pasi pomuzambiriŋga wake napasi pomuʋonde wake, hakuna‐uŋgazoʋatyisa, nokuti muromo waJehova wehondo wakataura iɀoɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Asi mumwe nomumwe achagara pasi pomuzambiringa wake napasi pomuonde wake, hakuna angazovatyisa, nokuti muromo waJehovha wehondo wakataura izvozvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Asi munhu wose achagara pamunda wake wamagirepisi newamaonde, pasina anovatyisidzira nokuti ndozvataurwa naTenzi wehondo nehondo nomuromo wake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Asi munhu wose achagara pamunda wake wamagirepisi newamaonde, pasina anovatyisidzira nokuti ndozvataurwa naTenzi wehondo nehondo nomuromo wake. Ver Capítulo |