La Biblia Online

- Anuncios -




Mika 4:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Ndudzi zhinji dzichauya dzichiti, “Uyai, handei kugomo raJehovha, kuimba yaMwari waJakobho. Achatidzidzisa nzira dzake, kuti tigofamba munzira dzake.” Murayiro uchabuda kubva paZioni, shoko raJehovha kubva paJerusarema.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Marudzi mazhinji acaenda, aciti: Ʋuyai, hendei kugomo raJehova nokuimba yaMŋari waJakobo; iye ucatidzidzisa nzira dzake, ʋuye isu ticafamba namakwara ake. Nokuti paZioni ndi’po pacaɓuɗa murairo, napaJerusarema shoko raJehova.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Marudzi mazhinji achaenda, achiti, ‘Uyai, hendei kugomo raJehovha nokuimba yaMwari waJakobho; iye achatidzidzisa nzira dzake, uye isu tichafamba namakwara ake. Nokuti paZioni ndipo pachabuda murayiro, napaJerusaremu shoko raJehovha.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 ndudzi zhinji dzavanhu dzichauya dzichiti: “Uyai, tikwire kugomo raTenzi, kumba yaMwari wokwaJakobho atidzidzise makwara ake, titevedze nzira dzake nokuti muZioni ndimo muchabva mutemo, shoko raTenzi richabva kuJerusaremu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 ndudzi zhinji dzavanhu dzichauya dzichiti: “Uyai, tikwire kugomo raTenzi, kumba yaMwari wokwaJakobho atidzidzise makwara ake, titevedze nzira dzake nokuti muZioni ndimo muchabva mutemo, shoko raTenzi richabva kuJerusaremu.”

Ver Capítulo Copiar




Mika 4:2

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios