Mika 3:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Inzwai izvi, imi vatungamiri veimba yaJakobho, imi vatongi veimba yaIsraeri, munozvidza kururamisira uye munominamisa zvose zvakanaka; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Cinzwai henyu cinhu ici, imi ʋakuru ʋeimba yaJakobo, naʋaɓati ʋeimba yaIsraeri, iyemi, munosema kururamisa, nokuminamisa ɀose ɀakarurama. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Chinzwai henyu chinhu ichi, imi vakuru veimba yaJakobho, navabati veimba yaIsiraeri, iyemi, munosema kururamisa, nokuminamisa zvose zvakarurama. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Chinzwai izvi, imi vatungamiri vemba yokwaJakobho nemi vatongi vemba yokwaIsiraeri. Munovenga ruenzaniso, uye zvose zvinenge zviri pamwero muchizviminamisa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Chinzwai izvi, imi vatungamiri vemba yokwaJakobho nemi vatongi vemba yokwaIsiraeri. Munovenga ruenzaniso, uye zvose zvinenge zviri pamwero muchizviminamisa. Ver Capítulo |