La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 9:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Vakati vachibuda, mumwe murume akanga ari mbeveve uye akabatwa nedhimoni akauyiswa kuna Jesu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ʋakati ʋaciɓuɗa, tarira, ʋakaʋuya kwaari nomunhu wakaŋga ari mbeʋeʋe waiʋa nomŋeya wakaipa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Vakati vachibuda, tarira, vakauya kwaari nomunhu akanga ari mbeveve aiva nomweya wakaipa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Pavakabva ipapo, pakauiswa munhu aiva mbeveve akagarwa nomweya wakaipa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Pavakabva ipapo, pakauiswa munhu aiva mbeveve akagarwa nomweya wakaipa.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 9:32

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios