Mateo 9:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Uye meso avo akabva asvinudzwa. Jesu akavayambira chaizvo achiti, “Onai kuti hapana achazviziva izvi.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Meso aʋo akaȿinudzwa. Jesu akaʋaraira ɀikuru, akati: Cenjerai kuti ɀirege kuzikanwa nomunhu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200230 Meso avo akasvinudzwa. Jesu akavaraira zvikuru, akati, “Chenjerai kuti zvirege kuzikanwa nomunhu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Jesu akavakohomedza achiti, “Ngwarirai kuti pasave nomunhu anozviziva.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona30 Jesu akavakohomedza achiti, “Ngwarirai kuti pasave nomunhu anozviziva.” Ver Capítulo |