Mateo 9:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ipapo akabata meso avo uye akati, “Maererano nokutenda kwenyu, ngazviitwe kwamuri.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino wakaɓata meso aʋo, akati: Muitirwe pamakatenda napo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 Zvino akabata meso avo, akati, “Muitirwe sokutenda kwenyu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Akabata maziso avo akati, “Ngazviitwe kwamuri sokutenda kwenyu.” Maziso avo akabva azaruka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona29 Akabata maziso avo akati, “Ngazviitwe kwamuri sokutenda kwenyu.” Maziso avo akabva azaruka. Ver Capítulo |