Mateo 9:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Jesu akati agere mumba maMateo vachidya kudya kwamanheru, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakadya naye navadzidzi vake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino wakati agere pakudya mumba, tarira, ʋateresi ʋazhinji naʋatadzi ʋakaʋuya ʋakagara pakudya naJesu naʋadzidzi ʋake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Zvino akati agere pakudya mumba, tarira, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakagara pakudya naJesu navadzidzi vake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Paakanga akagara pakudya mumba, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakagara pasi vachidya naJesu navadzidzi vake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Paakanga akagara pakudya mumba, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakagara pasi vachidya naJesu navadzidzi vake. Ver Capítulo |