La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 8:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Akasvikoti, “Ishe, muranda wangu arere kumba, akafa mitezo, uye ari kurwadziwa zvikuru.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 aciti: Ishe, muranda waŋgu uʋete kumba, akafa mitezo, asi unotambudzika kwaɀo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

6 achiti, “Ishe, muranda wangu avete kumba, akafa mitezo, asi anotambudzika kwazvo.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 achiti, “Tenzi muranda wangu arere kumba; mitezo yake yatonhora uye ari kurwadziwa zvakanyanya.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 achiti, “Tenzi muranda wangu arere kumba; mitezo yake yatonhora uye ari kurwadziwa zvakanyanya.”

Ver Capítulo Copiar




Mateo 8:6

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios