Mateo 8:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vaya vakanga vachifudza nguruve vakamhanya vakandopinda muguta vakandotaura zvose izvi, kusanganisira nezvakanga zvaitika kuvarume vaya vakanga vane madhimoni. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ipapo ʋaidzifudza ʋakatiza, ʋakaenda kuguta, ʋakataura ɀose, neɀakaitirwa ʋakaŋga ʋanemŋeya yakaipa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200233 Ipapo vaidzifudza vakatiza, vakaenda kuguta, vakataura zvose, nezvakaitirwa vakanga vane mweya yakaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vafudzi vakati ware kutiza. Pavakandopinda muguta vakataura zvose nezvakanga zvaitika kuna vakanga vakagarwa nemweya yakaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vafudzi vakati ware kutiza. Pavakandopinda muguta vakataura zvose nezvakanga zvaitika kuna vakanga vakagarwa nemweya yakaipa. Ver Capítulo |