Mateo 6:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Asi tangai kutsvaka umambo hwake nokururama kwake, uye zvinhu zvose izvi zvichapiwawo kwamuri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Asi taŋgai kutȿaka ʋushe bgaMŋari, nokururama kwake; iɀoɀi ɀose ɀicawedzerwa kwamuri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200233 Asi tangai kutsvaka ushe hwaMwari, nokururama kwake; izvozvi zvose zvichawedzerwa kwamuri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Imi, kutangira zvose tsvakai umambo hwake; noururami hwake, zvinhu zvose izvi zvichavawo zvenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona33 Imi, kutangira zvose tsvakai umambo hwake; noururami hwake, zvinhu zvose izvi zvichavawo zvenyu. Ver Capítulo |