La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 5:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 “Makanzwa zvakataurwa kune vanhu vekare zvichinzi, ‘Usauraya uye ani naani anouraya achatongwa.’

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Makanzwa kuti ɀakanzi kunaʋekare: Usaʋuraya; aninani unoʋuraya ucapara mhoȿa iŋgatoŋgwa;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

21 “Makanzwa kuti zvakanzi kunavakare, ‘Usauraya; ani naani anouraya achapara mhosva ingatongwa;’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 “Makanzwa kuti zvakanzi kuna vakare, ‘Usauraye. “ ‘Ani naani anouraya achatongwa.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 “Makanzwa kuti zvakanzi kuna vakare, ‘Usauraye. “ ‘Ani naani anouraya achatongwa.’

Ver Capítulo Copiar




Mateo 5:21

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios