La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 5:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Zvino akati aona vanhu vazhinji, akakwira mugomo uye akagara pasi. Vadzidzi vake vakauya kwaari,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Wakati aciʋona ʋanhu ʋazhinji, akakwira mugomo; akagara pasi, ʋadzidzi ʋake ʋakasweɗera kwaari.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Akati achiona vanhu vazhinji, akakwira mugomo; akagara pasi, vadzidzi vake vakaswedera kwaari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Jesu akati achiona gurusvusvu riya ravanhu akakwira mugomo. Paakagara pasi vadzidzi vake vakauya kwaari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Jesu akati achiona gurusvusvu riya ravanhu akakwira mugomo. Paakagara pasi vadzidzi vake vakauya kwaari.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 5:1

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios