La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 4:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ipapo dhiabhori akamutora akaenda naye muguta dzvene uye akandomuita kuti amire pachiruvi chetemberi, akati,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino Diaborosi akamuisa muguta dɀene, akamumisa paciruʋu cetembere,

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino Dhiabhori akaenda naye kuguta dzvene, akamumisa pachiruvi chetemberi,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Dhiabhori akamutora akaenda naye kuguta dzvene pamusorosoro chaipo peTemberi akati kwaari,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Dhiabhori akamutora akaenda naye kuguta dzvene pamusorosoro chaipo peTemberi akati kwaari,

Ver Capítulo Copiar




Mateo 4:5

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios