Mateo 27:45 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Kubva panguva yechitanhatu kusvika panguva yepfumbamwe rima rakavapo panyika yose. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ɀino kubva paŋguʋa yecitanhatu kuȿikira paŋguʋa yepfumbamŋe, rima rakaʋa’po panyika yose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200245 Zvino kubva panguva yechitanhatu kusvikira panguva yepfumbamwe, rima rakavapo panyika yose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Kubvira paawa yegumi nechipiri, masikati nyika yose yakati rima tiba kusvikira paawa yechitatu masikati. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona45 Kubvira paawa yegumi nechipiri, masikati nyika yose yakati rima tiba kusvikira paawa yechitatu masikati. Ver Capítulo |