Mateo 26:71 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi71 Ipapo akabuda akandomira pasuo apo paakaonekwa nomumwe musikana uyo akati kuvanhu vose vaivapo, “Murume uyu akanga ari pamwe chete naJesu weNazareta.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)71 Ɀino wakati aɓuɗa pasuʋo, mumŋe mushandiri akamuʋona, akati kunaʋaiʋa’po: Uyu munhu wakaŋga anaJesu weNazareta. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200271 Zvino akati asvika kusuo, mumwe mushandirikadzi akamuona, akati kunavaivapo, “Uyu munhu akanga ana Jesu weNazareta.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika71 Paakaenda kumusuo woruvanze, mumwewo musikana webasa akamuona. Akati kune vakanga vamirepo, “Murume uyu akanga ana Jesu weNazareti.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona71 Paakaenda kumusuo woruvanze, mumwewo musikana webasa akamuona. Akati kune vakanga vamirepo, “Murume uyu akanga ana Jesu weNazareti.” Ver Capítulo |