Mateo 26:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 mumwe mukadzi akauya kwaari nechinu chamafuta anonhuhwira, omutengo mukuru, akasvikoadururira pamusoro wake, agere patafura. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 mumŋe mukadzi akaʋuya kwaari anecinu cearbastera caiʋa necizoro cinomuteŋgo mukuru, akaciɗurura pamusoro wake, agere pakudya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 mumwe mukadzi akauya kwaari anechinu chearibhasitera chaiva namafuta chino mutengo mukuru, akachidururira mumusoro wake, agere pakudya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kwakauya mumwe mukadzi nechinu chamafuta okuzora anokosha kwazvo chearabhasita. Akadururira mafuta acho mumusoro maJesu paakanga agere pakudya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kwakauya mumwe mukadzi nechinu chamafuta okuzora anokosha kwazvo chearabhasita. Akadururira mafuta acho mumusoro maJesu paakanga agere pakudya. Ver Capítulo |