La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 25:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “Vakapindura vakati, ‘Kwete, zvimwe haangakwaniri isu nemi tose. Asi endai kuna vaya vanotengesa mafuta mugondozvitengera mamwe.’

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Asi ʋakacenjera ʋakapindura, ʋakati: Kwete, ɀimŋe haaŋgakwaniri isu nemi tose; endai henyu kunaʋanoteŋgesa, muɀiteŋgere.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Asi vakachenjera vakapindura, vakati, ‘Kwete, zvimwe haangakwaniri isu nemi tose; endai henyu kuna vanotengesa, muzvitengere.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Asi vakangwara vakapindura vachiti, ‘Pamwe haangazotikwanira isu nemi. Zvirinani kuti muende kuna vanotengesa mundozvitengera.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Asi vakangwara vakapindura vachiti, ‘Pamwe haangazotikwanira isu nemi. Zvirinani kuti muende kuna vanotengesa mundozvitengera.’

Ver Capítulo Copiar




Mateo 25:9

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios