Mateo 25:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “Naizvozvo garai makagadzirira nokuti hamuzivi musi kana nguva. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Naiɀoɀo rindai, nokuti hamuziʋi zuʋa kana ŋguʋa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 “Naizvozvo rindai, nokuti hamuzivi zuva kana nguva. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Naizvozvo garirirai nokuti hamuzivi zuva kana nguva yacho.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Naizvozvo garirirai nokuti hamuzivi zuva kana nguva yacho.’ Ver Capítulo |