Mateo 2:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo Herodhi akadana Vachenjeri pakavanda akavabvunzisisa nguva chaiyo yainge yaonekwa nyeredzi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino Herode wakaɗana ʋacenjeri, ʋari ʋoga, akaʋabvunzisisa ŋguʋa yakaʋonekwa nyeredzi nayo, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Zvino Herodhi akadana vachenjeri, vari voga, akavabvunzisisa nguva yakaonekwa nyeredzi navo, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Herodhi akadaidza vangwaru vaya muchivande akanyatsovabvunzisisa kuti nyenyedzi yakaonekwa rinhi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Herodhi akadaidza vangwaru vaya muchivande akanyatsovabvunzisisa kuti nyenyedzi yakaonekwa rinhi. Ver Capítulo |