La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 2:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Uye vakati vayambirwa mukurota kuti vasadzokera nokuna Herodhi, vakadzokera kwavo neimwe nzira.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ʋakati ʋanyeʋerwa pakurota naMŋari, kuti ʋarege kudzokera kunaHerode, ʋakaenda kunyika yaʋo neimŋe nzira.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Vakati vanyeverwa pakurota naMwari, kuti varege kudzokera kuna Herodhi, vakaenda kunyika yavo neimwe nzira.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vakati vakayambirwa mukurota kuti vasadzokere nokuna Herodhi, vakadzokera kunyika kwavo neimwe nzira.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Vakati vakayambirwa mukurota kuti vasadzokere nokuna Herodhi, vakadzokera kunyika kwavo neimwe nzira.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 2:12

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios