Mateo 1:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Izvi zvose zvakaitika kuti zvizadzise zvakanga zvataurwa naIshe kubudikidza nomuprofita wake zvokuti: Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Iɀoɀo ɀose ɀakaitwa kuti ɀiitike ɀakarebga naShe, nomuromo womuprofita, aciti: Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Izvozvo zvose zvakaitwa kuti zviitike zvakarehwa naIshe, nomuromo womuporofita, achiti, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvose izvi zvakaitika kuzadzisa zvakanga zvataurwa naTenzi nomuromo womuporofita uya zvokuti: Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvose izvi zvakaitika kuzadzisa zvakanga zvataurwa naTenzi nomuromo womuporofita uya zvokuti: Ver Capítulo |