La Biblia Online

- Anuncios -




Mariko 5:41 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Akamubata noruoko akati kwaari, “Tarita kumi!” (zvichireva kuti, “Musikana, ndinoti kwauri, muka!”)

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Akaɓata ruʋoko rwomŋana, akati kwaari: Tarita kumi! ndokuti, kana ɀicishandurwa, Musikana, ndinoti kwauri: Muka!

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Akabata ruoko rwomwana, akati kwaari, “Tarita kumi!” Ndokuti, “Kana zvichishandurwa, Musikana, ndinoti kwauri, muka!”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Akamubata ruoko ndokuti kwaari, “Tarita kumi,” zvinoreva kuti, “Musikana, ndinoti kwauri muka.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Akamubata ruoko ndokuti kwaari, “Tarita kumi,” zvinoreva kuti, “Musikana, ndinoti kwauri muka.”

Ver Capítulo Copiar




Mariko 5:41

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios