Mariko 5:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Jesu akati abuda mugwa, mumwe murume akanga ano mweya wakaipa akauya achibva kumakuva kuti azosangana naye. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino wakati aɓuɗa mugwa, pakarepo akasoŋgana nomunhu waiʋa nomŋeya wetȿina, acibva kumarinda. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Zvino akati abuda muigwa, pakarepo akasangana nomunhu aiva nomweya wakaipa, achibva kumarinda. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Jesu achingobuda mugwa, akasangana nomunhu aiva nomweya wakaipa, achibva kumakuva. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Jesu achingobuda mugwa, akasangana nomunhu aiva nomweya wakaipa, achibva kumakuva. Ver Capítulo |