Mariko 4:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Dzimwe dzakawira murukangarabwe, madzisina kuwana ivhu rakawanda. Dzakakurumidza kumera, nokuti ivhu rakanga riri shoma. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Dzimŋe dzakawira parukaŋgarabge, padzakaŋga dzisinevu zhinji; dzikamera pakarepo, nokuti dzakaŋga dzisinevu rakadzika; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Dzimwe dzakawira parukangarabwe, padzakanga dzisina ivhu zhinji; dzikamera pakarepo, nokuti dzakanga dzisina ivhu rakadzika; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Dzimwe dzakandowira parukangarahwe padzakashaya ivhu rakadzika; dzakabva dzakurumidza kumera nokuti dzakanga dzisina ivhu rakadzika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Dzimwe dzakandowira parukangarahwe padzakashaya ivhu rakadzika; dzakabva dzakurumidza kumera nokuti dzakanga dzisina ivhu rakadzika. Ver Capítulo |