La Biblia Online

- Anuncios -




Mariko 4:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Akavadzidzisa zvinhu zvizhinji nemifananidzo, uye mukudzidzisa kwake akati,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Akaʋadzidzisa ɀizhinji nemifananidzo, akati kwaʋari pakudzidzisa kwake:

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Akavadzidzisa zvizhinji nemifananidzo, akati kwavari pakudzidzisa kwake,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akavadzidzisa zvinhu zvakawanda nemienzaniso. Achinokuvadzidzisa kudaro akati kwavari,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Akavadzidzisa zvinhu zvakawanda nemienzaniso. Achinokuvadzidzisa kudaro akati kwavari,

Ver Capítulo Copiar




Mariko 4:2

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios