La Biblia Online

- Anuncios -




Mariko 2:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Mumwe musi weSabata, Jesu akanga achipfuura nomuminda yezviyo, uye vadzidzi vake vakanga vachifamba naye, vakatanga kutanha hura dzezviyo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Kwakati nomusi wesaɓata, acifamba napakati peminda, ʋadzidzi ʋake ʋakataŋga kutanha hura ʋacifamba.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Kwakati nomusi weSabata, achifamba napakati peminda, vadzidzi vake vakatanga kupurura hura vachifamba.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Zvino Jesu akati achipfuura nomuminda yekoroni uri musi weSabata; vadzidzi vake, vachifamba kudaro, vakatangisa kupurura hura dzekoroni.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Zvino Jesu akati achipfuura nomuminda yekoroni uri musi weSabata; vadzidzi vake, vachifamba kudaro, vakatangisa kupurura hura dzekoroni.

Ver Capítulo Copiar




Mariko 2:23

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios