Mariko 2:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Saka vazhinji vakaungana zvokuti mumba makasara musisina nzvimbo kunyange kunze kwomukova, uye akaparidza shoko kwavari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋazhinji ʋakaʋuŋgana nokuɗaro ʋakashaiwa nɀimbo, kunyaŋge pamukoʋa; akaʋataurira shoko. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Vazhinji vakaungana nokudaro vakashaiwa nzvimbo, kunyange pamusuo; akavataurira shoko. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vanhu vazhinji vakaungana zvokuti pakanga pasisina kana nekanzvimbo kose kakasara, kunyange napamusuo pose; iye akanga achivaparidza shoko. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vanhu vazhinji vakaungana zvokuti pakanga pasisina kana nekanzvimbo kose kakasara, kunyange napamusuo pose; iye akanga achivaparidza shoko. Ver Capítulo |