La Biblia Online

- Anuncios -




Mariko 2:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Jesu akapindura akati, “Shamwari dzechikomba dzingatsanya seiko kana iye achinavo? Havangadaro, kana iye achinavo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Jesu akati kwaʋari: shamŋari dzecikomba dziŋgaɀinyima ɀokudya seiko ciciri kwaʋari? Haʋaŋgaɀinyimi ɀokudya cikomba ciciri kwaʋari.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Jesu akati kwavari, “Shamwari dzemuwani dzingazvinyima zvokudya seiko achiri kwavari? Havangazvinyimi zvokudya muwani achiri kwavari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Jesu akati kwavari, “Mungati vanhu vari pamuchato ngavatsanye here iye muwani vachinaye? Kana muwani vachinaye chete havatsanyi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Jesu akati kwavari, “Mungati vanhu vari pamuchato ngavatsanye here iye muwani vachinaye? Kana muwani vachinaye chete havatsanyi.

Ver Capítulo Copiar




Mariko 2:19

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios