La Biblia Online

- Anuncios -




Mariko 2:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ipapo Jesu akabudazve akaenda kugungwa. Vanhu vazhinji zhinji vakauya kwaari uye akatanga kuvadzidzisa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Wakaɓuɗa ɀe akaenda kuguŋgwa; ʋazhinji ʋose ʋakaʋuya kwaari, akaʋadzidzisa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Akabudazve akaenda kugungwa; vazhinji vose vakauya kwaari, akavadzidzisa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Zvino Jesu akabvapo oendazve pedyo negungwa, gungano ravanhu rakauya kwaari akavadzidzisa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Zvino Jesu akabvapo oendazve pedyo negungwa, gungano ravanhu rakauya kwaari akavadzidzisa.

Ver Capítulo Copiar




Mariko 2:13

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios