Mariko 2:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Asi kuti muzive kuti Mwanakomana woMunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi.” Akati kuna akanga akafa mutezo, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi kuti muziʋe kuti Mŋanakomana womunhu unesimba panyika rokukaŋganwira ɀiʋi, (akati kumunhu wakaŋga akafa mitezo:) Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 “Asi kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi,” (akati kumunhu akanga akafa mitezo), Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Zvino kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba pasi pano rokuregerera zvitadzo.” Akati kuno munhu akatonhora mitezo uya, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Zvino kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba pasi pano rokuregerera zvitadzo.” Akati kuno munhu akatonhora mitezo uya, Ver Capítulo |