La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 96:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Muti pakati pendudzi, “Jehovha ndiye anobata ushe.” Nyika yakanyatsosimbiswa, haingazungunuswi; uye achatonga marudzi nokururama.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Itiyi pakati paʋahedeni: Jehova ndiye unoɓata ʋushe; Nyika ʋo yakasimbiswa, kuti irege kuzunuŋguswa; Iye ucatoŋga ʋanhu ɀakarurama.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Itiyi pakati pavahedheni, “Jehovha ndiye anobata hushe; Nyikawo yakasimbiswa, kuti irege kuzununguswa; Iye achatonga vanhu zvakarurama.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Taurai kumarudzi kuti, “TENZI ndiye anotonga, hongu nyika yakanyatsosimba, haitsukunyuki, achatonga marudzi zvine ruenzaniso.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Taurai kumarudzi kuti, “TENZI ndiye anotonga, hongu nyika yakanyatsosimba, haitsukunyuki, achatonga marudzi zvine ruenzaniso.”

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 96:10

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios