Mapisarema 95:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ndakatsamwira rudzi urwu kwamakore makumi mana; ndakati, “Ava vanhu vane mwoyo yakatsauka, uye havana kuziva nzira dzangu.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ndakaŋga ndineshuŋgu pamsoro porudzi urwo makore makumi manna, Ndikati: Ndiʋanhu ʋakarashika pamŋoyo yaʋo, Haʋana‐kuziʋa nzira dzaŋgu; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Ndakanga ndine shungu pamusoro porudzi urwo makore makumi mana, Ndikati, ‘Ndivanhu vakarashika pamwoyo yavo, Havana kuziva nzira dzangu;’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Kwamakore makumi mana ndakasema chizvarwa ichocho ndikati, “Vanhu vakarasika ava, vasina hanya nenzira dzangu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Kwamakore makumi mana ndakasema chizvarwa ichocho ndikati, “Vanhu vakarasika ava, vasina hanya nenzira dzangu.” Ver Capítulo |