Mapisarema 92:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Haiwa Jehovha, mabasa enyu makuru seiko, ndangariro dzenyu dzakadzika sei! Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Maɓasa enyu akakura seiko, Jehova! Mifuŋgo yenyu yakadzika kwaɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Mabasa enyu akakura seiko, Jehovha! Mifungo yenyu yakadzika kwazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Hakusi kukura ikoko kwakaita mabasa enyu TENZI. Pfungwa dzenyu dzakadzama zvikuru. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Hakusi kukura ikoko kwakaita mabasa enyu TENZI. Pfungwa dzenyu dzakadzama zvikuru. Ver Capítulo |