Mapisarema 90:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Tifadzei zvinoenzana namazuva amakatitambudza, samakore mazhinji atakaona nhamo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Tifadzei ɀinoenzana namazuʋa amakatitambudza, Namakore atakaʋona ɀakaipa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Tifadzei zvinoenzana namazuva amakatitambudza, Namakore atakaona zvakaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Tipeiwo kufara kwamazuva akaenzana namazuva amakatirwadzisa uye kwamakore atakaona nhamo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Tipeiwo kufara kwamazuva akaenzana namazuva amakatirwadzisa uye kwamakore atakaona nhamo. Ver Capítulo |