Mapisarema 89:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokuti ndianiko kudenga kumusoro angaenzaniswa naJehovha? Ndianiko akaita saJehovha pakati pezvisikwa zvokudenga? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti ndianiko muɗeŋga rose uŋgaenzaniswa naJehova? Ndianiko pakati paʋanakomana ʋaMŋari wakafanana naJehova? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti ndianiko mudenga rose angaenzaniswa naJehovha? Ndianiko pakati pavanakomana vaMwari akafanana naJehovha? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndiani mudenga'mu angaenzaniswe nemi TENZI? Ndiani pakati pavana vamwari angaenzaniswe naTENZI, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ndiani mudenga'mu angaenzaniswe nemi TENZI? Ndiani pakati pavana vamwari angaenzaniswe naTENZI, Ver Capítulo |