Mapisarema 89:47 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Rangarirai kuti upenyu hwangu hunopfuura sei. Nokuti makasikira vanhu vose zvisina maturo! Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Haiwa, raŋgarirai kuti ŋguʋa yaŋgu ifupi kwaɀo; Kuti makasikira ʋana ʋaʋanhu ʋose ɀinhu ɀisinamaturo kwaɀo! Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200247 Haiwa, rangarirai kuti nguva yangu ipfupi kwazvo; Kuti makasikira vana vavanhu vose zvinhu zvisina maturo kwazvo! Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Yeukai kupfupika kwakaita upenyu hwangu chamakasikira munhu unobva wachishaya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona47 Yeukai kupfupika kwakaita upenyu hwangu chamakasikira munhu unobva wachishaya. Ver Capítulo |