La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 89:43 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Makadzosera shure munondo wake unopinza, uye hamuna kumutsigira pakurwa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Ɀirokwaɀo, munodzosa munondo wake unopinza, Hamuna‐kumusimbisa pakurwa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Zvirokwazvo, munodzosa munondo wake unopinza, Hamuna kumusimbisa pakurwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Makamininutsa bakatwa rake mukaita kuti akurirwe muhondo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Makamininutsa bakatwa rake mukaita kuti akurirwe muhondo.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 89:43

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios