Mapisarema 89:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Imi makati, “Ndakaita sungano nomusanangurwa wangu, ndakapika kuna Dhavhidhi muranda wangu, ndichiti, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ndakaita suŋgano nomusanaŋgurwa waŋgu, Ndakapika kumuranda waŋgu Davidi, ndiciti: Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Ndakaita sungano nomusanangurwa wangu, Ndakapika kumuranda wangu Dhavhidhi, ndichiti, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Makati: “Ndakaita chitenderano changu newandakasarudza. Ndakatsidza kuna Dhavhidhi muranda wangu ndichiti, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Makati: “Ndakaita chitenderano changu newandakasarudza. Ndakatsidza kuna Dhavhidhi muranda wangu ndichiti, Ver Capítulo |