Mapisarema 89:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Hakuna muvengi achamuripisa mutero; hakuna munhu akaipa achamudzvinyirira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Muʋeŋgi haaŋgamumanikidzi; Mŋanakomana weɀakaipa haaŋgamutambudzi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Muvengi haangamumanikidzi; Mwanakomana wezvakaipa haangamutambudzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Hapana muvengi achamukunda, vakaipa havachazomukurira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Hapana muvengi achamukunda, vakaipa havachazomukurira. Ver Capítulo |