Mapisarema 89:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ndakawana Dhavhidhi muranda wangu; ndakamuzodza namafuta matsvene. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ndakawana Davidi muranda waŋgu; Ndakamuzodza namafuta aŋgu matȿene; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Ndakawana Dhavhidhi muranda wangu; Ndakamuzodza namafuta angu matsvene; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Wandakawana wacho ndiDhavhidhi, muranda wangu. Ndakamuzodza namafuta angu anoera, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Wandakawana wacho ndiDhavhidhi, muranda wangu. Ndakamuzodza namafuta angu anoera, Ver Capítulo |