La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 88:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Makanditorera shamwari dzangu dzapedyo, uye mukandiita chinhu chinonyangadza. Ndakapfigirwa uye handingatongopunyuki;

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Makaisa ʋazikani ʋaŋgu kure neni; Makandiita cinhu cinonyaŋgadza kwaʋari; Ndakapfigirwa, handigoni kuɓuɗa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Makaisa vazikani vangu kure neni; Makandiita chinhu chinonyangadza kwavari; Ndakapfigirwa, handigoni kubuda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Munoita kuti vamwe vangu vandiseme muchiita kuti ndive chinhu chinosemesa kwavari. Makandizaririra zvokuti handikwanisi kupunyuka.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Munoita kuti vamwe vangu vandiseme muchiita kuti ndive chinhu chinosemesa kwavari. Makandizaririra zvokuti handikwanisi kupunyuka.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 88:8

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios