Mapisarema 88:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ndakatsaurwa pamwe chete navakafa, savakaurayiwa vavete muguva, vamusingacharangaririzve, vakagurwa kubva pakuchengeta kwenyu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ndakarashirwa pakati paʋakafa, Saʋakaʋurawa ʋaʋete mubgiro, Ʋamusati mucaraŋgarira; Ʋakagurwa paruʋoko rwenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Ndakarashirwa pakati pavakafa, Savakaurawa vavete mubwiro, Vamusati mucharangarira; Vakagurwa paruoko rwenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 somunhu akaraswa pakati pezvitunha savakafa varere muguva; savaya vamusisayeuki zvenyu nokuti havachisiri mumaoko menyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 somunhu akaraswa pakati pezvitunha savakafa varere muguva; savaya vamusisayeuki zvenyu nokuti havachisiri mumaoko menyu. Ver Capítulo |